Judges 19:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nomusi weshanu akamuka maŋgwanani, aciɗa kubva; ɓaɓa ʋomusikana ʋakati: Simbisa mŋoyo wako, ugare kuȿikira zuʋa roʋira; ʋakadya ʋose ʋari ʋaʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mangwanani ezuva reshanu, paakamuka kuti aende, baba vomusikana vakati, “Simbisa mwoyo wako. Gara kusvikira masikati!” Saka vose vari vaviri vakadya pamwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pazuva rechishanu akafumomukazve mangwanani kuti aende, ndokubva baba vomusikana uyu vati, “Dai mambowana chokudya mudzore mwoyo muchimbomirira kuti zuva rirereke. Saka vakadya zvavo vari vose.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nomusi weshanu akamuka mangwanani, achida kubva; baba vomusikana vakati, “Simbisa mwoyo wako, ugare kusvikira zuva rovira;” vakadya vose vari vaviri.
Shona 2009?
Nomusi weshanu akamuka mangwanani, achida kubva; baba vomusikana vakati, "Simbisa moyo wako, ugare kusvikira zuva rovira;" vakadya vose vari vaviri.
Shona SUB 2002 Bible
Nomusi weshanu akamuka mangwanani, achida kubva; baba vomusikana vakati, “Simbisa mwoyo wako, ugare kusvikira zuva rovira;” vakadya vose vari vaviri.