Judges 2:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaIsraeri ʋakaita ɀakaipa pamberi paJehova, ʋakashumira ʋaBaari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vaIsraeri vakaita zvakaipa pamberi paJehovha uye vakashumira vanaBhaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIsiraeri vaiita zvakaipa zvisingadiwi naTenzi. Vainamata vanaBhaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaIsiraeri vakaita zvakaipa pamberi paJehovha, vakashumira Bhaari;
Shona 2009?
Vana vaIsiraeri vakaita zvakaipa pamberi paJehovha, vakashumira Bhaari;
Shona SUB 2002 Bible
Vana VaIsiraeri vakaita zvakaipa pamberi paJehovha, vakashumira Bhaari;