Judges 2:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo kutsamŋa kwaJehova kwakamukira ʋaIsraeri, akati: Rudzi urwu ɀarwakaɗarika suŋgano yaŋgu, yandakaita namadziɓaɓa aʋo, ʋakasaterera inzwi raŋgu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo Jehovha akavatsamwira zvikuru akati, “Nemhaka yokuti rudzi urwu rwakaputsa sungano yangu yandakaita namadzitateguru avo uye vakasanditeerera,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo Tenzi aizovirukira vaIsiraeri nehasha. Aizotiwo, “Vanhu ava zvavatyora chitenderano changu chandakatemera madzibaba avo vachirega kuteerera zvandinoreva,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo kutsamwa kwaJehovha kwakamukira vaIsiraeri, akati, “Rudzi urwu zvarwakadarika sungano yangu, yandakaita namadzibaba avo, vakasateerera izwi rangu,
Shona 2009?
Ipapo kutsamwa kwaJehovha kwakamukira vaIsiraeri, akati, "Rudzi urwu zvarwakadarika sungano yangu, yandakaita namadzibaba avo, vakasateerera inzwi rangu,
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo kutsamwa kwaJehovha kwakamukira VaIsiraeri, akati, “Rudzi urwu zvarwakadarika sungano yangu, yandakaita namadzibaba avo, vakasateerera izwi rangu,