Judges 2:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mutumŋa waJehova wakati ataura mashoko iwayo kuʋana ʋaIsraeri ʋose, ʋanhu ʋose ʋakacema kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutumwa waJehovha akati ataura zvinhu izvi kuvaIsraeri vose, vanhu vakachema kwazvo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutumwa waTenzi akati apedza kutaurira vaIsiraeri vose, vanhu vakaridza mhere kuchema.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mutumwa waJehovha wakati ataura namashoko iwayo kuvana vaIsiraeri vose, vanhu vose vakachema kwazvo.
Shona 2009?
Zvino mutumwa waJehovha wakati ataura namashoko iwayo kuvana vaIsiraeri vose, vanhu vose vakachema kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mutumwa waJehovha akati ataura namashoko iwayo kuvana VaIsiraeri vose, vanhu vose vakachema kwazvo.