Judges 20:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋana ʋaIsraeri ʋose ʋakaɓuɗa, ʋuŋgano yose ikaʋuŋgana nomŋoyo mumŋe kubva paDani kuȿikira paBeeri‐sheba, pamŋe cete nenyika yeGireadi, kunaJehova paMizpa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vaIsraeri vose kubva kuDhani kusvikira kuBheerishebha uye nokubva munyika yeGireadhi vakabuda somunhu mumwe chete vakaungana pamberi paJehovha muMizipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIsiraeri vose vakabudidzana vachibva kuDhani kusvikira kuBheerishebha pamwechetewo novokuGireadhi, gungano iri rikandoungana somunhu mumwechete pana Tenzi kuMizipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vana vaIsiraeri vose vakabuda, ungano yose ikaungana nomwoyo mumwe kubva paDhani kusvikira paBheeri-shebha, pamwechete nenyika yeGireadhi, kuna Jehovha paMizipa.
Shona 2009?
Zvino vana vaIsiraeri vose vakabuda, ungano yose ikaungana nomoyo mumwe kubva paDhani kusvikira paBheeri-shebha, pamwechete nenyika yeGiriyadhi, kuna Jehovha paMizipa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vana VaIsiraeri vose vakabuda, ungano yose ikaungana nomwoyo mumwe kubva paDhani kusvikira paBheeri–shebha, pamwechete nenyika yeGire-riadhi, kuna Jehovha paMizipa.