Judges 20:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino marudzi aʋaIsraeri akatuma ʋarume kurudzi kwose rwaBenjamini, ʋakati: Iɀi ɀakashata ɀakaitwa pakati penyu ndeɀeiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Marudzi aIsraeri akatuma varume kurudzi rwose rwaBhenjamini, vachiti, “Munoti kudiniko pamusoro pemhosva yakaipisisa yakaparwa pakati penyu?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Madzinza avaIsiraeri akatuma nhume kudzinza rose rokwaBhenjimini kundoti, “Kushinhwai kwakaitwa pakati penyu?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino marudzi avaIsiraeri akatuma varume kurudzi kwose rwaBhenjamini, vakati, “Izvi zvakashata zvakaitwa pakati penyu ndezveiko?
Shona 2009?
Zvino marudzi avalsiraeri akatuma varume kurudzi rwose rwaBhenjamini, vakati, "Izvi zvakashata zvakaitwa pakati penyu ndezveiko?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino marudzi aVaIsiraeri akatuma varume kurudzi kwose rwaBhenjamini, vakati, “Izvi zvakashata zvakaitwa pakati penyu ndezveiko?