Judges 20:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaBenjamini ʋakabva kumaguta ʋakaʋuŋgana paGibea, kuti ʋarwe naʋana ʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakabva mumaguta avo vakaungana pamwe chete paGibhea kuti vazorwa navaIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kutoti vokwaBhenjamini ava vakabva mumaguta avo ose vakaunganidzana kuGibhea kuti varwe navaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaBhenjamini vakabva kumaguta vakaungana paGibhea, kuti varwe navana vaIsiraeri.
Shona 2009?
Vana vaBhenjamini vakabva kumaguta vakaungana paGibhiya, kuti varwe navana vaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Vana vaBhenjamini vakabva kumaguta vakaungana paGibhia, kuti varwe navana VaIsiraeri.