Judges 20:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakati paʋanhu aʋa ʋose kwakaŋga kunaʋarume ʋanamazana manomŋe ʋakasanaŋgurwa, ʋakaŋga ʋaneziɓoshwe; mumŋe nomumŋe waʋo waigona kuroʋa ruvudzi nebge asiŋgaposhi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakati pavarwi ava vose pakanga pana mazana manomwe avarume vakasarudzwa vakanga vane ziboshwe, mumwe nomumwe wavo aigona kuposhera ibwe kutsuro asingapotsi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukati mevose ivava makanga muine mazana manomwe avarwi vaiva namaboshwe vasina mhosva vaigona kukanda dombo kuruvhudzi rumwechete vachirutema.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakati pavanhu ava vose kwakanga kuna varume vana mazana manomwe vakasanangurwa, vakanga vane zviboshwe; mumwe nomumwe wavo waigona kurova ruvhudzi nebwe asingaposhi.
Shona 2009?
Pakati pavanhu ava vose kwakanga kuna varume vana mazana manomwe vakasanangurwa, vakanga vane zviboshwe; mumwe nomumwe wavo waigona kurova ruvhudzi nebwe asingaposhi.
Shona SUB 2002 Bible
Pakati pavanhu ava vose kwakanga kuna varume vana mazana manomwe vakasanangurwa, vakanga vane zviboshwe; mumwe nomumwe wavo waigona kurova ruvhudzi nebwe asingaposhi.