Judges 20:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋarume ʋaIsraeri, kunze kwaʋaBenjamini, ʋakaʋereŋgwa, ʋakaȿika ʋarume ʋaneɀuru ɀinamazana manna, ʋaigona kurwa nomunondo; aʋa ʋose ʋaiʋa ʋarwi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
KuIsraeri, kunze kwaBhenjamini vakaverenga varume veminondo zviuru mazana mana, vose vakanga vari varwi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tisingaverenge vedzinza rokwaBhenjamini, vaIsiraeri vakaunganidza mazana mana avarume vokurwa namapakatwa vari varwi vehondo vose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino varume vaIsiraeri, kunze kwavaBhenjamini, vakaverengwa, vakasvika varume vane zviuru zvina mazana mana, vaigona kurwa nomunondo; ava vose vaiva varwi.
Shona 2009?
Zvino varume vaIsiraeri, kunze kwavaBhenjamini, vakaverengwa, vakasvika varume vane zviuru zvina mazana mana, vaigona kurwa nomunondo; ava vose vaiva varwi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino varume VaIsiraeri, kunze kwavaBhenjamini, vakaverengwa, vakasvika varume vane zviuru zvina mazana mana, vaigona kurwa nomunondo; ava vose vaiva varwi.