Judges 20:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
(Ʋana ʋaIsraeri ʋakakwira, ʋakandocema kunaJehova kuȿikira maɗekwana; ʋakabvunza Jehova, ʋakati: Tinofanira kusweɗera ɀe kundorwa nehama dzeɗu, ʋana ʋaBenjamini, here? Jehova akati kwaʋari: Kwirai, mundorwa naʋo.)
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaIsraeri vakakwira vakandochema pamberi paJehovha kusvikira madekwana, uye vakabvunza Jehovha. Vakati, “Tichakwirazve kundorwa navaBhenjamini, idzo hama dzedu here?” Jehovha akapindura akati, “Kwirai mundorwa navo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIsiraeri vakaenda kuna Tenzi vakachema kwaari kudzamara ava manheru. Vakabvunza Tenzi kuti, “Toendazve here kundorwa nehama dzedu dzokwaBhenjamini?” Tenzi ndokuti, “Endai mundovarwisa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
(Vana vaIsiraeri vakakwira, vakandochema kuna Jehovha kusvikira madekwana; vakabvunza Jehovha, vakati, “Tinofanira kuswederazve kundorwa nehama dzedu, vana vaBhenjamini, here?” Jehovha akati kwavari, “Kwirai, mundorwa navo.”)
Shona 2009?
(Vana vaIsiraeri vakakwira, vakandochema kuna Jehovha kusvikira madekwana; vakabvunza Jehovha, vakati, "Tinofanira kuswederazve kundorwa nehama dzedu, vana vaBhenjamini, here?" Jehovha akati kwavari, "Kwirai, mundorwa navo.")
Shona SUB 2002 Bible
(Vana VaIsiraeri vakakwira, vakandochema kuna Jehovha kusvikira madekwana; vakabvunza Jehovha, vakati, “Tinofanira kuswederazve kundorwa nehama dzedu, vana vaBhenjamini, here?” Jehovha akati kwavari, “Kwirai, mundorwa navo.”)