Judges 20:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
(Ɀino ʋana ʋaBenjamini ʋakaŋga ʋanzwa kuti ʋana ʋaIsraeri ʋakwira Mizpa.) Ʋana ʋaIsraeri ʋakati: Tiʋudzei kuti ɀakashata iɀi ɀakaitwa sei.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
(VaBhenjamini vakanzwa kuti vaIsraeri vakanga vakwira kuMizipa.) Ipapo vakati, “Dotiudzai kuti chinhu chakaipisisa kudai chakaitika sei?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
(VokwaBhenjamini vakanzwa kuti vaIsiraeri vakaenda kuMizipa.) VaIsiraeri vakati, “Tipire tinzwe kuti uhwu hwakaitika sei?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
(Zvino vana vaBhenjamini vakanga vanzwa kuti vaIsiraeri vakwira Mizipa.) Vana vaIsiraeri vakati, “Tiudzei kuti zvakashata izvi zvakaitwa sei?”
Shona 2009?
(Zvino vana vaBhenjamini vakanga vanzwa kuti vaIsiraeri vakwira Mizipa.) Vana vaIsiraeri vakati, "Tiudzei kuti zvakashata izvi zvakaitwa sei?"
Shona SUB 2002 Bible
(Zvino vana vaBhenjamini vakanga vanzwa kuti VaIsiraeri vakwira Mizipa.) Vana VaIsiraeri vakati, “Tiudzei kuti zvakashata izvi zvakaitwa sei?”