Judges 20:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaIsraeri ʋakandorwa naʋana ʋaBenjamini nezuʋa retatu, ʋakaɀiroŋgedza kundorwa neGibea sapanedzimŋe ŋguʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakakwira kundorwa navaBhenjamini pazuva retatu uye vakamira panzvimbo dzavo dzehondo kuti varwe neGibhea sezvavakamboita kare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIsiraeri vakaenda kundorwisa vokwaBhenjamini nezuva retatu. Sezvavakamboita pakutanga, vakaronganazve kurwisa Gibhea.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaIsiraeri vakandorwa navana vaBhenjamini nezuva retatu, vakazvirongedza kundorwa neGibhea sapane dzimwe nguva.
Shona 2009?
Vana vaIsiraeri vakandorwa navana vaBhenjamini nezuva retatu, vakazvirongedza kundorwa neGibhiya sapane dzimwe nguva.
Shona SUB 2002 Bible
Vana VaIsiraeri vakandorwa navana vaBhenjamini nezuva retatu, vakazvirongedza kundorwa neGibhia sapane dzimwe nguva.