Judges 20:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋana ʋaBenjamini ʋakati: Ʋakundwa nesu sapakutaŋga. Asi ʋaIsraeri ʋakati: Ŋgatitize, tiʋanyeŋgere ʋaɓuɗe kunzira huru dziri kure neguta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaBhenjamini pavaiti, “Tiri kuvakunda sapakutanga,” vaIsraeri vaiti, “Ngatidududzirei mumashure tivakwezvere kure neguta kumigwagwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VokwaBhenjamini vakafunga kuti, “Vari kutiza sapakutanga.” Asi vaIsiraeri vaiti, “Regai titize timbovakwezvera kumigwagwa mikuru vabve muguta.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vana vaBhenjamini vakati, “Vakundwa nesu sapakutanga.” Asi vaIsiraeri vakati, “Ngatitize, tivanyengere vabude kunzira huru dziri kure neguta.”
Shona 2009?
Zvino vana vaBhenjamini vakati, "Vakundwa nesu sapakutanga." Asi vaIsiraeri vakati, "Ngatitize, tivanyengere vabude kunzira huru dziri kure neguta."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vana vaBhenjamini vakati, “Vakundwa nesu sapakutanga.” Asi VaIsiraeri vakati, “Ngatitize, tivanyengere vabude kunzira huru dziri kure neguta.”