Judges 20:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova akaparadza Benjamini pamberi paIsraeri, ʋana ʋaIsraeri ʋakaparadza nomusi iwoyo ʋarume ʋaBenjamini ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀishanu nezana rimŋe; aʋa ʋose ʋaigona kurwa nomunondo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akakunda Bhenjamini pamberi peIsraeri, uye pazuva iro vaIsraeri vakauraya vaBhenjamini, vose vakanga vakapakata minondo zviuru makumi maviri nezvishanu nezana rimwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akaita kuti vokwaBhenjamini vakurirwe navaIsiraeri. Zuva iroro vaIsiraeri vakauraya varume makumi maviri ezviuru nezviuru zvishanu nezana rimwechete ravanhu vokwaBhenjamini ivavo vose vari varwi vokurwa namapakatwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha akaparadza Bhenjamini pamberi paIsiraeri, vana vaIsiraeri vakaparadza nomusi iwoyo varume vaBhenjamini vakasvika zviuru zvina makumi maviri nezvishanu nezana rimwe; ava vose vaigona kurwa nomunondo.
Shona 2009?
Zvino Jehovha akaparadza Bhenjamini pamberi paIsiraeri, vana vaIsiraeri vakaparadza nomusi iwoyo varume vaBhenjamini vakasvika zviuru zvina makumi maviri nezvishanu nezana rimwe; ava vose vaigona kurwa nomunondo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akaparadza Bhenjamini pamberi paIsiraeri, vana VaIsiraeri vakaparadza nomusi iwoyo varume vaBhenjamini vakasvika zviuru zvina makumi maviri nezvishanu nezana rimwe; ava vose vaigona kurwa nomunondo.