Judges 20:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋana ʋaBenjamini ʋakaʋona kuti ʋakundwa; nokuti ʋarume ʋaIsraeri ʋakatiza pamberi paBenjamini, nokuti ʋakaŋga ʋaciʋimba naʋanhu ʋakaŋga ʋaiswa kuʋandira paGibea.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vaBhenjamini vakaona kuti vakanga vakundwa. Zvino varume veIsraeri vakanga vachitiza pamberi pavaBhenjamini, nokuti vakanga vachisimba nokuvandira kwavakanga varonga pedyo neGibhea.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VokwaBhenjamini vakazviona kuti vatokurirwa. VaIsiraeri vakapa vokwaBhenjamini mukana vachivimba navaya vavakanga vati vahwandire Gibhea.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vana vaBhenjamini vakaona kuti vakundwa; nokuti varume vaIsiraeri vakatiza pamberi paBhenjamini, nokuti vakanga vachivimba navanhu vakanga vaiswa kuvandira paGibhea.
Shona 2009?
Ipapo vana vaBhenjamini vakaona kuti vakundwa; nokuti varume vaIsiraeri vakatiza pamberi paBhenjamini, nokuti vakanga vachivimba navanhu vakanga vaiswa kuvandira paGibhiya.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vana vaBhenjamini vakaona kuti vakundwa; nokuti varume VaIsiraeri vakatiza pamberi paBhenjamini, nokuti vakanga vachivimba navanhu vakanga vaiswa kuvandira paGibhia.