Judges 20:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino muRevi, murume womukadzi wakaŋga aʋurawa, akapindura, akati: Ndakaŋga ndaȿika paGibea raʋaBenjamini ndinomuroŋgo waŋgu, kuti tiʋate’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka muRevhi, murume womukadzi akapondwa akati, “Ini nomurongo wangu takasvika paGibhea muBhenjamini kuti tindovatamo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
MuRevhi uya, murume womukadzi akaurayiwa akati, “Ini ndakasvika nokuGibhea kunyika yokwaBhenjamini kuti ini nomurongo wangu tiwane pokurara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino muRevhi, murume womukadzi wakanga aurawa, akapindura, akati, “Ndakanga ndasvika paGibhea ravaBhenjamini ndinomurongo wangu, kuti tavatepo.
Shona 2009?
Zvino muRevhi, murume womukadzi wakanga aurawa, akapindura, akati, "Ndakanga ndasvika paGibhiya ravaBhenjamini ndinomurongo wangu, kuti tavatepo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino muRevhi, murume womukadzi wakanga aurayiwa, akapindura, akati, “Ndakanga ndasvika paGibhia ravaBhenjamini ndinomurongo wangu, kuti tivatepo.