Judges 20:41 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋarume ʋaIsraeri ʋakadzoka, ʋarume ʋaBenjamini ʋakavunduswa, nokuti ʋakaʋona kuti ʋawirwa nenjodzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo varume veIsraeri vakavadzokera, uye varume veBhenjamini vakavhundutswa, nokuti vakaziva kuti njodzi yakanga yavawira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndopakabva papinduka vaIsiraeri, zvikakangaidza vokwaBhenjamini nokuti vakanga votoona kuti kwava kupera uku.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Varume vaIsiraeri vakadzoka, varume vaBhenjamini vakavhunduswa, nokuti vakaona kuti vawirwa nenjodzi.
Shona 2009?
Varume vaIsiraeri vakadzoka, varume vaBhenjamini vakavhunduswa, nokuti vakaona kuti vawirwa nenjodzi.
Shona SUB 2002 Bible
Varume VaIsiraeri vakadzoka, varume vaBhenjamini vakavhundutswa, nokuti vakaona kuti vawirwa nenjodzi.