Judges 20:46 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋarume ʋaBenjamini, ʋakaʋurawa nezuʋa iro, ʋakaŋga ʋaneɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀishanu, ʋarume ʋaigona kurwa nomunondo; aʋa ʋose ʋaiʋa ʋarume ʋoʋumhare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva iroro, kwakafa varume vaBhenjamini veminondo zviuru makumi maviri nezvishanu, vose varwi voumhare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka vokwaBhenjamini vakafa musi iwoyo vaikwana makumi maviri ezviuru nezviuru zvishanu zvemikweshwa yavarume vokurwa namapakatwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo varume vaBhenjamini, vakaurawa nezuva iro, vakanga vane zviuru zvina makumi maviri nezvishanu, varume vaigona kurwa nomunondo; ava vose vaiva varume voumhare.
Shona 2009?
Naizvozvo varume vaBhenjamini, vakaurawa nezuva iro, vakanga vane zviuru zvina makumi maviri nezvishanu, varume vaigona kurwa nomunondo; ava vose vaiva varume voumhare.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo varume vaBhenjamini, vakaurayiwa nezuva iro, vakanga vane zviuru zvina makumi maviri nezvishanu, varume vaigona kurwa nomunondo; ava vose vaiva varume voumhare.