Judges 20:48 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋarume ʋaIsraeri ʋakadzokera ɀe kuʋana ʋaBenjamini, ʋakaʋaʋuraya neminondo inopinza, guta rose, neŋombe, neɀose ɀaʋakawana’po; ʋakapisa ʋo maguta ose aʋakawana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varume veIsraeri vakadzokera kuBhenjamini uye vakaparadza maguta ose nomunondo, kusanganisira mhuka nezvimwe zvose zvavakawana. Maguta ose avakaona vakaapisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIsiraeri vakachidzokera, vamwe vokwaBhenjamini vaiva muguta vakavauraya namapakatwa, vachiuraya vanhu nezvipfuwo nezvose zvazvo zvavaisangana nazvo. Vakapisa nomoto maguta ose avakawana acho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Varume vaIsiraeri vakadzokerazve kuvana vaBhenjamini, vakavauraya neminondo inopinza, guta rose, nemombe, nezvose zvavakawanapo; vakapisawo maguta ose avakawana.
Shona 2009?
Varume vaIsiraeri vakadzokerazve kuvana vaBhenjamini, vakavauraya neminondo inopinza, guta rose, nemombe, nezvose zvavakawanapo; vakapisawo maguta ose avakawana.
Shona SUB 2002 Bible
Varume VaIsiraeri vakadzokerazve kuvana vaBhenjamini, vakavauraya neminondo inopinza, guta rose, nemombe, nezvose zvavakawanapo; vakapisawo maguta ose avakawana.