Judges 20:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋarume ʋeGibea ʋakandimukira, ʋakakomba imba ʋusiku kuzorwa neni; ʋakaŋga ʋaciɗa kundiʋuraya ini, ʋuye muroŋgo waŋgu ʋakamucinya, akafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva dzousiku, varume veGibhea vakauya kwandiri vakakomba imba vachida kundiuraya. Vakabata murongo wangu chibharo, uye akafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varume vokuGibhea vakandimukira vakandikomba mumba mandakanga ndiri usiku vachida kundiuraya. Vakabata murongo wangu chibharo, akafa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Varume veGibhea vakandimukira, vakakomba imba usiku kuzorwa neni, vakanga vachida kundiuraya ini, uye murongo wangu vakamuchinya, akafa.
Shona 2009?
Varume veGibhiya vakandimukira, vakakomba imba usiku kuzorwa neni, vakanga vachida kundiuraya ini, uye murongo wangu vakamuchinya, akafa.
Shona SUB 2002 Bible
Varume veGibhia vakandimukira, vakakomba imba usiku kuzorwa neni, vakanga vachida kundiuraya ini, uye murongo wangu vakamuchinya, akafa.