Judges 20:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋanhu ʋose ʋakasimuka nomŋoyo mumŋe, ʋakati: Hakunomumŋe weɗu uŋgaenda kutente rake, hakunomumŋe weɗu uŋgadzokera kumba kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vose vakasimuka somunhu mumwe chete vakti, “Hakuna mumwe wedu achaenda kumba. Kwete, hakuna mumwe wedu achadzokera kumba kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vose vakasunga rimwe rokuti, “Pakati pedu hapana munhu achadzokera kutendhe rake, kana mumwechete zvake achadzokera kumba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vanhu vose vakasimuka nomwoyo mumwe, vakati, “Hakuna mumwe wedu ungaenda kutende rake, hakuna mumwe wedu ungadzokera kumba kwake.
Shona 2009?
Ipapo vanhu vose vakasimuka nomoyo mumwe, vakati, "Hakuna mumwe wedu ungaenda kutende rake, hakuna mumwe wedu ungadzokera kumba kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vanhu vose vakasimuka nomwoyo mumwe, vakati, “Hakuna mumwe wedu ungaenda kutende rake, hakuna mumwe wedu ungadzokera kumba kwake.