Judges 20:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ticaitira ʋanhu ʋeGibea cinhu ici: Ticandorwa naʋo, seɀatinoratidzwa nemijenya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zvino izvi ndizvo zvatichaita kuGibhea: Tichakwira kundorwa nayo sokuratidza kwomujenya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvatichaita kuGibhea ndezvizvi, tichasarudza nechin'ange vanhu vachandorirwisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi tichaitira vanhu veGibhea chinhu ichi: Tichandorwa navo, sezvatinoratidzwa nemijenya.
Shona 2009?
Asi tichaitira vanhu veGibhiya chinhu ichi: Tichandorwa navo, sezvatinoratidzwa nemijenya.
Shona SUB 2002 Bible
Asi tichaitira vanhu veGibhia chinhu ichi: Tichandorwa navo, sezvatinoratidzwa nemijenya.