Judges 21:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋarume ʋaIsraeri ʋakaŋga ʋapika paMizpa, ʋaciti: Hakunomumŋe weɗu ucapa muBenjamini mukunda wake, kuti aʋe mukadzi wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Varume veIsraeri vakanga vaita mhiko paMizipa vachiti: “Hapana mumwe wedu acharoodza mwanasikana wake kumuBhenjamini.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
KuMizipa, vaIsiraeri vakanga vapika kuti, “Hapana mumwe wedu acharoodza mwana wake kune vokwaBhenjamini.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino varume vaIsiraeri vakanga vapika paMizipa, vachiti, “Hakuna mumwe wedu uchapa muBhenjamini mukunda wake, kuti ave mukadzi wake.”
Shona 2009?
Zvino varume vaIsiraeri vakanga vapika paMizipa, vachiti, "Hakuna mumwe wedu uchapa muBhenjamini mukunda wake, kuti ave mukadzi wake."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino varume VaIsiraeri vakanga vapika paMizipa, vachiti, “Hakuna mumwe wedu uchapa muBhenjamini mukunda wake, kuti ave mukadzi wake.”