Judges 21:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋakaɀiɗemba pamsoro paʋaBenjamini, nokuti Jehova wakaŋga aparadza ʋamŋe pakati pamarudzi aʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vakasuwa nokuda kweBhenjamini, nokuti Jehovha akanga aisa mukaha mumarudzi avaIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIsiraeri vakanzwira vokwaBenjamini urombo nokuti pakanga pava nevende pamadzinza avaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vakazvidemba pamusoro pavaBhenjamini, nokuti Jehovha wakanga aparadza vamwe pakati pamarudzi avaIsiraeri.
Shona 2009?
Vanhu vakazvidemba pamusoro pavaBhenjamini, nokuti Jehovha wakanga aparadza vamwe pakati pamarudzi avaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vakazvidemba pamusoro pavaBhenjamini, nokuti Jehovha akanga aparadza vamwe pakati pamarudzi aVaIsiraeri.