Judges 21:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakuru ʋeʋuŋgano ʋakati: Ticaɗiniko kuti tiwanire ʋakasara ʋakadzi, ʋakadzi ɀaʋaparadzwa pakati paʋaBenjamini?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye vakuru veungano vakati, “Sezvo vakadzi veBhenjamini vakaparadzwa, tichawanira seiko varume vakasara vakadzi?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakuru vakuru vegungano ndokuti, “Vakadzi vomudzinza rokwaBhenjamini zvavakapera kufa, zvino tichagoita sei kuti varume vasara ava vawanewo vakadzi?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakuru veungano vakati, “Tichadiniko kuti tiwanire vakasara vakadzi, vakadzi zvavaparadzwa pakati pavaBhenjamini?”
Shona 2009?
Ipapo vakuru veungano vakati, "Tichadiniko kuti tiwanire vakasara vakadzi, vakadzi zvavaparadzwa pakati pavaBhenj amini? "
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakuru veungano vakati, “Tichadiniko kuti tiwanire vakasara vakadzi, vakadzi zvavaparadzwa pakati pavaBhenjamini?”