Judges 21:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati: ƲaBenjamini ʋakapukunyuka ʋanofanira kuʋa nenhaka yaʋo, kuti rudzi rumŋe rurege kuroʋa pakati paʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati, “VaBhenjamini vakasara vanofanira kuva navadyi venhaka kuitira kuti rudzi rwaIsraeri rurege kurova.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakati, “Padzinza iri rokwaBhenjamini panofanira kuva navana vanoita kuti dzinza iri riendere mberi rigorega kutsakatika muIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati, “VaBhenjamini vakapukunyuka vanofanira kuva nenhaka yavo, kuti rudzi rumwe rurege kurova pakati pavaIsiraeri.
Shona 2009?
Vakati, "VaBhenjamini vakapukunyuka vanofanira kuva nenhaka yavo, kuti rudzi rumwe rurege kurova pakati pavaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Vakati, “VaBhenjamini vakapukunyuka vanofanira kuva nenhaka yavo, kuti rudzi rumwe rurege kurova pakati paVaIsiraeri.