Judges 21:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋakaȿika paBeti‐eri, ʋakagara’po pamberi paMŋari kuȿikira maɗekwana; ʋakacema kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vakaenda kuBheteri, uko kwavakagara pamberi paMwari kusvikira madekwana, vachisimudza manzwi avo uye vachichema zvikuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino vaIsiraeri vakaenda kuBhetieri vakaswera vagere pana Mwari kusvikira manheru vachiridza mhere
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vakasvika paBheti-eri, vakagarapo pamberi paMwari kusvikira madekwana; vakachema kwazvo.
Shona 2009?
Vanhu vakasvika paBheti-eri, vakagarapo pamberi paMwari kusvikira madekwana; vakachema kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vakasvika paBheti–eri, vakagarapo pamberi paMwari kusvikira madekwana; vakachema kwazvo.