Judges 21:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaraira ʋana ʋaBenjamini, ʋaciti: Endai, mundoʋandira muminda yemizambiriŋga;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakarayira vaBhenjamini vakati, “Endai mundovanda muminda yemizambiringa
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakaudza vokwaBhenjamini vaya kuti, “Chiendai mundohwandira muri muminda yamagirepisi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakaraira vana vaBhenjamini, vachiti, “Endai, mundovandira muminda yemizambiringa;
Shona 2009?
Vakaraira vana vaBhenjamini, vachiti, "Endai, mundovandira muminda yemizambiringa;
Shona SUB 2002 Bible
Vakaraira vana vaBhenjamini, vachiti, “Endai, mundovandira muminda yemizambiringa;