Judges 21:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana madziɓaɓa aʋo kana hama dzaʋo ʋaciʋuya kuzoʋakwirira kwatiri, isu ticati kwaʋari: Citipai henyu iʋaʋo ɀakanaka, nokuti hatina‐kuʋatapira ʋose ʋakadzi pakurwa; nemi ʋo hamunakuʋapa iʋo, muŋgaɗai munemhoȿa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Madzibaba avo kana hanzvadzi dzavo pavanouya kuzomhan'ara kwatiri, isu tichati kwavari, ‘Tiitirei henyu zvakanaka nokuvabatsira, nokuti hatina kuvawanira vakadzi panguva yehondo, uye imi hamuna mhosva, sezvo musina kupa vanasikana venyu kwavari.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Madzibaba avo kana kuti hanzvadzi dzavo dzikauya kuzomhan'ara kwatiri, isu tichati kwavari, “Tapota vedu we-e! Chingotiitiraiwo mwoyochena mutipewo zvenyu nokuti vanhu ava hatina kuvawanira vakadzi kuhondo, nemiwo hamuna kuita zvokuvapa, dai makadaro mungadai muine mhosva.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana madzibaba avo kana hama dzavo vachiuya kuzovakwirira kwatiri, isu tichati kwavari, ‘Chitipai henyu ivavo zvakanaka, nokuti hatina kuvatapira vose vakadzi pakurwa; nemiwo hamuna kuvapa ivo, mungadai mune mhosva.’ ”
Shona 2009?
Zvino kana madzibaba avo kana hama dzavo vachiuya kuzovakwirira kwatiri, isu tichati kwavari, `Chitipai henyu ivavo zvakanaka, nokuti hatina kuvatapira vose vakadzi pakurwa; nemiwo hamuna kuvapa ivo, mungadai mune mhosva.' "
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana madzibaba avo kana hama dzavo vachiuya kuzovakwirira kwatiri, isu tichati kwavari, ‘Chitipai henyu ivavo zvakanaka, nokuti hatina kuvatapira vose vakadzi pakurwa; nemiwo hamuna kuvapa ivo, mungadai mune mhosva.’ ”