Judges 21:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Namazuʋa iwayo kwakaŋga kusinamambo pakati paIsraeri; murume mumŋe nomumŋe waiita seɀaakafuŋga kuti ndiɀo ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumazuva iwayo kwakanga kusina mambo pakati paIsraeri; mumwe nomumwe aiita zvaaifunga kuti zvakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panguva iyoyo muIsiraeri makanga musina mambo yaingova njake njake, munhu wose achingoita zvake zvomusoro wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Namazuva iwayo kwakanga kusina mambo pakati paIsiraeri; murume mumwe nomumwe waiita sezvaakafunga kuti ndizvo zvakanaka.
Shona 2009?
Namazuva iwayo kwakanga kusina mambo pakati palsiraeri; murume mumwe nomumwe waiita sezvaakafunga kuti ndizvo zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Namazuva iwayo kwakanga kusina mambo pakati paIsiraeri; murume mumwe nomumwe waiita sezvaakafunga kuti ndizvo zvakanaka.