Judges 21:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati: Jehova, Mŋari waIsraeri, cinhu ici cakaitirweiko pakati paIsraeri, kuti nhasi rumŋe rudzi rushaikwe pakati paIsraeri?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakachema vachiti, “Haiwa Jehovha, Mwari waIsraeri, seiko izvi zvakaitika kuIsraeri? Seiko rumwe rudzi rwashayikwa muIsraeri nhasi?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vachiti, “Nhai Tenzi, Mwari wavaIsiraeri zvamboitika seiko izvi muvaIsiraeri kuti rimwe dzinza ravaIsiraeri ritsakatike nhasi uno?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati, “Jehovha, Mwari waIsiraeri, chinhu ichi chakaitirweiko pakati paIsiraeri, kuti nhasi rumwe rudzi rushaikwe pakati paIsiraeri?”
Shona 2009?
Vakati, "Jehovha,Mwari waIsiraeri, chinhu ichi chakaitirweiko pakati paIsiraeri, kuti nhasi rumwe rudzi rushaikwe pakati paIsiraeri?"
Shona SUB 2002 Bible
Vakati, “Jehovha, Mwari waIsiraeri, chinhu ichi chakaitirweiko pakati paIsiraeri, kuti nhasi rumwe rudzi rushaikwe pakati paIsiraeri?”