Judges 21:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino fume maŋgwana ʋanhu ʋakamuka maŋgwanani, ʋakaʋaka’po artari, ʋakaʋuya neɀipiriso ɀinopiswa neɀipiriso ɀokuyananisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mangwanani ezuva rakatevera, vanhu vakavaka aritari uye vakapa zvipiriso zvinopiswa nezvipiriso zvokuwadzana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mangwana acho vakafumomuka vakavaka atari vakapira mipiro yokupisa nemipiro yokuwadzana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino fume mangwana vanhu vakamuka mangwanani, vakavakapo atari, vakauya nezvipiriso zvinopiswa nezvipiriso zvokuyananisa.
Shona 2009?
Zvino fume mangwana vanhu vakamuka mangwanani, vakavakapo atari, vakauya nezvipiriso zvinopiswa nezvipiriso zvokuyananisa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino fume mangwana vanhu vakamuka mangwanani, vakavakapo atari, vakauya nezvipiriso zvinopiswa nezvipiriso zvokuyananisa.