Judges 21:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋana ʋaIsraeri ʋakati: Ndianiko pakati pamarudzi ose aIsraeri ʋasinakukwira kuʋuŋgano yaJehova? Nokuti ʋakaŋga ʋapika nokupika kukuru pamsoro pomunhu usina‐kukwira kunaJehova paMizpa, ʋaciti: Ɀirokwaɀo, unofanira kuʋurawa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vaIsraeri vakabvunza vakati, “Ndianiko kubva kumarudzi ose aIsraeri akatadza kuungana navamwe pamberi paJehovha?” Nokuti vakanga vaita mhiko kuti ani zvake anotadza kuungana navamwe pamberi paJehovha paMizipa anofanira kuurayiwa zvirokwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIsiraeri vakati, “Ndiani pakati pamadzinza avaIsiraeri asina kuuya kuna Tenzi kumusangano?” Vakadaro nokuti vakanga vanyatsosimbisisa kupika nezvomunhu anenge asina kuuya kuna Tenzi kuMizipa vachiti, “Anofanira kutourayiwa chete.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vana vaIsiraeri vakati, “Ndianiko pakati pamarudzi ose aIsiraeri vasina kukwira kuungano yaJehovha?” Nokuti vakanga vapika nokupika kukuru pamusoro pomunhu usina kukwira kuna Jehovha paMizipa, vachiti, “Zvirokwazvo, anofanira kuurawa.”
Shona 2009?
Ipapo vana vaIsiraeri vakati, "Ndianiko pakati pamarudzi ose aIsiraeri vasina kukwira kuungano yaJehovha?" Nokuti vakanga vapika nokupika kukuru pamusoro pomunhu usina kukwira kuna Jehovha paMizipa, vachiti, "Zvirokwazvo, anofanira kuurawa."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vana VaIsiraeri vakati, “Ndianiko pakati pamarudzi ose aIsiraeri vasina kukwira kuungano yaJehovha?” Nokuti vakanga vapika nokupika kukuru pamusoro pomunhu asina kukwira kuna Jehovha paMizipa, vachiti, “Zvirokwazvo, anofanira kuurayiwa.”