Judges 21:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋanhu ʋakati ʋaciʋereŋgwa, ʋonei kwakaŋga kusinomunhu waʋagere Jabeshi‐gireadi ipapo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti vakati vaverenga vanhu, vakaona kuti kwakanga kusina munhu weJabheshi Gireadhi akanga aripo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti pakaverengwa vanhu kwakabva kwaoneka kuti hakuna wokuJabheshigireadhi vose navakadzi navana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vanhu vakati vachiverengwa, onei kwakanga kusina munhu wavagere Jabheshi-gireadhi ipapo.
Shona 2009?
Nokuti vanhu vakati vachiverengwa, onei kwakanga kusina munhu wavagere Jabheshi-Giriyadhi ipapo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vanhu vakati vachiverengwa, onei kwakanga kusina munhu wavagere Jabheshi–gireadhi ipapo.