Judges 3:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo nyika yakazorora makore anamakumi manna. Otnieri, mŋanakomana waKenazi, akafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka nyika yakava norugare kwamakore makumi mana, kusvikira Otinieri mwanakomana waKenazi afa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyika yakabva yava norunyararo kwamakumi mana amakore, ndokubva Otinieri mwanakomana wavaKenazi azofawo zvake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo nyika yakazorora makore ana makumi mana. Otinieri, mwanakomana waKenazi, akafa.
Shona 2009?
Ipapo nyika yakazorora makore ana makumi mana. Otinieri, mwanakomana waKenazi, akafa.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo nyika yakazorora makore ana makumi mana. Otinieri, mwanakomana waKenazi, akafa.