Judges 3:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Ehudi wakaɀiitira munondo wakaŋga wakarodzwa kunhiʋi dzose, wakaŋga wakaȿika kubiti rimŋe pakureɓa kwawo; akausuŋgira pasi peŋguʋo dzake pacidɀa corudyi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Ehudhi akanga aita munondo wakarodzwa kumativi ose uchikarosvika kubhiti rimwe chetea pakurega kwawo waakanga akasungira pasi penguvo dzake pachidya chake chokurudyi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Ehudhi uyu akazvigadzirira bakatwa rake, muchekakwose chaiwo rakanga rakareba masendimita makumi mashanu. Akaripfekera muhanzu dzake, kuchidya chake chokurudyi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Ehudhi wakazviitira munondo wakanga wakarodzwa kunhivi dzose, wakanga wakasvika kubhiti rimwe pakureba kwavo; akausungira pasi penguo dzake pachidya chorudyi.
Shona 2009?
Zvino Ehudhi wakazviitira munondo wakanga wakarodzwa kunhivi dzose, wakanga wakasvika kubhiti rimwe pakureba kwavo; akausungira pasi penguvo dzake pachidya chorudyi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Ehudhi wakazviitira munondo wakanga wakarodzwa kunhivi dzose, wakanga wakasvika kubhiti rimwe pakureba kwavo; akausungira pasi penguo dzake pachidya chorudyi.