Judges 3:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akandopa Egroni, mambo waMoabi, cipo; Egroni wakaŋga ari munhu wakakora kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akapa mutero kuna Egironi mambo weMoabhu, murume akanga akafuta kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akasvitsa mutero iwoyu kuna Egironi mambo weMoabhu. Egironi uyu aiva rume dindimutibvu chairo kufuta.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akandopa Egironi, mambo waMoabhu, chipo; Egironi wakanga ari munhu wakakora kwazvo.
Shona 2009?
Ipapo akandopa Egironi, mambo waMoabhu, chipo; Egironi wakanga ari munhu wakakora kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akandopa Egironi, mambo waMoabhu, chipo; Egironi wakanga ari munhu wakakora kwazvo.