Judges 3:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati apedza kumupa cipo, akaendisa ʋanhu ʋakaŋga ʋakatakura cipo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure mokunge Ehudhi apa mutero, akati vanhu vakanga vauya vakatakura mutero wacho vaende.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ehudhi paakati pedzei kuturira mutero uya, akati vanhu vakanga vauya vakatakura mutero iwoyu vachidzokera zvavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino wakati apedza kumupa chipo, akaendisa vanhu vakanga vakatakura chipo.
Shona 2009?
Zvino wakati apedza kumupa chipo, akaendisa vanhu vakanga vakatakura chipo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino wakati apedza kumupa chipo, akaendisa vanhu vakanga vakatakura chipo.