Judges 3:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nemhaka iyo ɓedzi kuti marudzi aʋana ʋaIsraeri aziʋe, kuti aʋadzidzise kurwa, iʋo ʋasina‐kumboziʋa iɀoɀo pakutaŋga;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
(akaita izvi bedzi kuti adzidzise zvehondo kuzvizvarwa zvavaIsraeri izvo zvakanga zvisina kumborwa hondo):
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvaingoitirwa kuti vezvizvarwa zvaIsiraeri vagoziva hondo, uye kuti adzidzise kurwa vaya vainge vasati vaziva hondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nemhaka iyo bedzi kuti marudzi avana vaIsiraeri azive, kuti avadzidzise kurwa, ivo vasina kumboziva izvozvo pakutanga;
Shona 2009?
nemhaka iyochetekuti marudzi avana vaIsiraeri azive, kuti avadzidzise kurwa, ivo vasina kumboziva izvozvo pakutanga,
Shona SUB 2002 Bible
nemhaka iyo bedzi kuti marudzi avana VaIsiraeri azive, kuti avadzidzise kurwa, ivo vasina kumboziva izvozvo pakutanga;