Judges 3:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Ehudi akasweɗera kwaari; iye wakaŋga agere ari oga muimba yake inotonhorera; Ehudi akati: Ndineshoko kwamuri rinobva kunaMŋari. Iye ndokusimuka pacigaro cake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Ehudhi akaswedera kwaari iye agere ari oga muimba yake yapamusoro yomuzinda wake wenguva yezhizha akati, “Ndine shoko renyu rabva kuna Mwari,” Mambo akati achisimuka achibva pachigaro chake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ehudhi aswedera kuna mambo, iye akanga agere zvake ari oga mumba yepanhurikidzwa yapamusoro inotonhorera. Ehudhi akati “Ndine shoko renyu rabva kuna Tenzi.” Mambo akasimuka muchigaro chake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Ehudhi akaswedera kwaari; iye wakanga agere ari oga muimba yake inotonhorera; Ehudhi akati, “Ndine shoko kwamuri rinobva kuna Mwari.” Iye ndokusimuka pachigaro chake.
Shona 2009?
Zvino Ehudhi akaswedera kwaari; iye wakanga agere ari oga muimba yake inotonhorera; Ehudhi akati, "Ndine shoko kwamuri rinobva kuna Mwari." Iye ndokusimuka pachigaro chake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Ehudhi akaswedera kwaari; iye wakanga agere ari oga mumba yake inotonhorera; Ehudhi akati, “Ndine shoko kwamuri rinobva kuna Mwari.” Iye ndokusimuka pachigaro chake.