Judges 3:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ciɓato cikapinda ʋo ciciteʋera cese, mafuta akadziʋira pamsoro pecese, nokuti haana‐kuvomora munondo muɗumbu rake, mafuta akaɓuɗa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange chibato chomunondo chakanyura chichitevera chese, ukandobuda nokumusana kwake. Ehudhi haana kuvhomora munondo, uye mafuta akaputira pamusoro pawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rakabva rati bherevere zvose nomupakato waro. Mafuta akariti fushe fushe nokuti haana kuribvisa mudumbu make, tsvina ikabva yabuda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
chibato chikapindawo chichitevera chese, mafuta akadzivira pamusoro pechese, nokuti haana kuvhomora munondo mudumbu rake, mafuta akabuda.
Shona 2009?
chibato chikapindawo chichitevera chese, mafuta akadzivira pamusoro pechese, nokuti haana kuvhomora munondo mudumbu rake, mafuta akabuda.
Shona SUB 2002 Bible
chibato chikapindawo chichitevera chese, mafuta akadzivira pamusoro pechese, nokuti haana kuvhomora munondo mudumbu rake, mafuta akabuda.