Judges 3:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Ehudi akaɓuɗa paɓiraʋira, akapfiga mikoʋa yeimba yokumsoro shure kwake, akaikiya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Ehudhi akabuda akaenda kubiravira; akapfiga mikova yeimba yapamusoro shure kwake akaikiya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ehudhi akati bwa kubuda muberere, zarirei misuo yemba yapanhurikidzwa yapamusoro iya ndokubva asiya ayikiya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Ehudhi akabuda pabiravira, akapfiga mikova yeimba yokumusoro shure kwake, akaikiya.
Shona 2009?
Zvino Ehudhi akabuda pabiravira, akapfiga mikova yeimba yokumusoro shure kwake, akaikiya.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Ehudhi akabuda pabiravira, akapfiga mikova yeimba yokumusoro shure kwake, akaikiya.