Judges 3:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakati aɓuɗa, ʋaranda ʋake ʋakaȿika, ʋakawana mikoʋa yeimba yokumsoro yakapfigwa; ʋakati: Ɀimŋe unofukidza makumbo ake paimba yake inotonhorera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure mokuenda kwake, varanda vakasvika vakawana mikova yeimba yapamusoro yakiyiwa. Ivo vakati mumwoyo mavo, “Anofanira kunge achimbozvizorodza zvake ari mukamuri romukati reimba.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti aenda, varanda vakabva vasvikawo, vakaona misuo yemba yapamusoro yapanhurikidzwa iya yakakiyiwa vakati, “Zvimwe mambo anodaro achizvibatsira zvake mumba yake inotonhorera.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakati abuda, varanda vake vakasvika, vakawana mikova yeimba yokumusoro yakapfigwa; vakati, “Zvimwe unofukidza makumbo ake paimba yake inotonhorera.”
Shona 2009?
Wakati abuda, varanda vake vakasvika, vakawana mikova yeimba yokumusoro yakapfigwa; vakati, "Zvimwe unofukidza makumbo ake paimba yake inotonhorera."
Shona SUB 2002 Bible
Wakati abuda, varanda vake vakasvika, vakawana mikova yeimba yokumusoro yakapfigwa; vakati, “Zvimwe unofukidza makumbo ake paimba yake inotonhorera.”