Judges 3:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Neŋguʋa iyo ʋakaʋuraya ʋarume ʋaMoabi ʋaneŋge ɀuru ɀinegumi, ʋose ʋari ʋarume ʋanesimba noʋoʋumhare, hakunomunhu mumŋe wakapukunyuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva iyoyo vakauraya zviuru zvinenge gumi zvavaMoabhu, vose vakanga vakagwinya uye vane simba; hapana akapunyuka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panguva iyoyo vakauraya mikweshwa yavarume vechiMoabhu vanosvika zviuru gumi. Hakuna kana mumwechete akapunyuka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nenguva iyo vakauraya varume vaMoabhu vanenge zviuru zvine gumi, vose vari varume vane simba novoumhare, hakuna munhu mumwe wakapukunyuka.
Shona 2009?
Nenguva iyo vakauraya varume vaMoabhu vanenge zviuru zvine gumi, vose vari varume vane simba novoumhare, hakuna munhu mumwe wakapukunyuka.
Shona SUB 2002 Bible
Nenguva iyo vakauraya varume vaMoabhu vanenge zviuru zvine gumi, vose vari varume vane simba novoumhare, hakuna munhu mumwe wakapukunyuka.