Judges 3:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shure kwake kwakaŋga kunaShamgari, mŋanakomana waAnati, wakaʋuraya kuʋaFiristia ʋanamazana matanhatu norutanda rwokuɓaya ŋombe narwo; iye akaponesa ʋo ʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwaEhudhi kwakauya Shamuga mwanakomana waAnati, uyo akauraya vaFiristia mazana matanhatu norutanda rwokubaya narwo mombe. Naiyewo akaponesa Israeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shure kwaEhudhi kwakauya Shamugari mwanakomana wavaAnati. Iyeyu uyu akauraya mazana matanhatu avaFirisitia, nemhayo yokutinhisa mombe naiyewo akanunura Isiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shure kwake kwakanga kuna Shamugari, mwanakomana waAnati, wakauraya kuvaFirisitia vana mazana matanhatu norutanda rwokubaya mombe narwo; iye akaponesawo vaIsiraeri.
Shona 2009?
Shure kwake kwakanga kuna Shamugari, mwanakomana waAnati, wakauraya kuvaFirisitia vana mazana matanhatu norutanda rwokubaya mombe narwo; iye akaponesawo vaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Shure kwake kwakanga kuna Shamugari, mwanakomana waAnati, wakauraya kuvaFirisitia vana mazana matanhatu norutanda rwokubaya mombe narwo; iye akaponesawo VaIsiraeri.