Judges 3:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋakasiyiwa’po, kuti ʋaIsraeri ʋaidzwe naʋo, kuti kuzikanwe kana ʋaciɗa kuterera mirairo yaJehova yaakaŋga araira madziɓaɓa aʋo naMosesi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakasiyiwa kuti vaedze vaIsraeri kuti aone kana vaizoteerera mirayiro yaJehovha, yaakanga apa madzitateguru avo kubudikidza naMozisi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakaregwa varimo kuedza vaIsiraeri kuti kugoonekwa kuti vachateerera here mitemo yaTenzi yakaudzwa madzibaba avo nomuromo waMosesi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vakasiyiwapo, kuti vaIsiraeri vaidzwe navo, kuti kuzikanwe kana vachida kuteerera mirairo yaJehovha yaakanga araira madzibaba avo naMosesi.
Shona 2009?
Ivo vakasiyiwapo, kuti vaIsiraeri vaidzwe navo, kuti kuzikamwe kana vachida kuteerera mirairo yaJehovha yaakanga araira madzibaba avo naMozisi.
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vakasiyiwapo, kuti VaIsiraeri vaidzwe navo, kuti kuzikanwe kana vachida kuteerera mirairo yaJehovha yaakanga araira madzibaba avo naMosesi.