Judges 3:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋakawana ʋakunda ʋaʋo, kuti ʋaʋe ʋakadzi ʋaʋo, ʋakapa ʋanakomana ʋaʋo ʋakunda ʋaʋo, ʋakashumira ʋamŋari ʋaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakatora vanasikana vavo kuti vave vakadzi vavo uye vakapa vanasikana vavowo kuvanakomana vavo, uye vakashumira vamwari vavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaitoroorerana navo vachitonamata zvavo vamwari vavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vakawana vakunda vavo, kuti vave vakadzi vavo, vakapa vanakomana vavo vakunda vavo, vakashumira vamwari vavo.
Shona 2009?
ivo vakawana vakunda vavo, kuti vave vakadzi vavo, vakapa vanakomana vavo vakunda vavo, vakashumira vamwari vavo.
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vakawana vakunda vavo, kuti vave vakadzi vavo, vakapa vanakomana vavo vakunda vavo, vakashumira vamwari vavo.