Judges 3:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋana ʋaIsraeri ʋakati ʋacicema kunaJehova, Jehova akamutsira ʋana ʋaIsraeri muponesi, wakaʋaponesa, iye Otnieri, mŋanakomana waKenazi, munuŋuna waKarebi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vakati vachema kuna Jehovha, akavamutsira musununguri, Otinieri mwanakomana waKenazi, munun'una waKarebhu, uyo akavaponesa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIsiraeri vakazochema kuna Tenzi. Tenzi akavamutsira mununuri akavaponesa, ainzi Otinieri mwanakomana waKenazi, munun'una waKarebhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vana vaIsiraeri vakati vachichema kuna Jehovha, Jehovha akamutsira vana vaIsiraeri muponesi, wakavaponesa, iye Otinieri, mwanakomana waKenazi, mun'una waKarebhu.
Shona 2009?
Zvino vana vaIsiraeri vakati vachichema kuna Jehovha, Jehovha akamutsira vana vaIsiraeri muponesi, wakavaponesa, iye Otinieri, mwanakomana waKenazi, munun'una waKarebhu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vana VaIsiraeri vakati vachichema kuna Jehovha, Jehovha akamutsira vana VaIsiraeri muponesi, wakavaponesa, iye Otinieri, mwanakomana waKenazi, munun'una waKarebhu.