Judges 4:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakaʋudza Sisera kuti Baraki, mŋanakomana waAbinoami, wakwira mugomo reTabori.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vaudza Sisera kuti Bharaki mwanakomana waAbhinoami akanga akwira kuGomo reTabhori,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwakasvitswa shoko kuna Sisera rokuti Bharaki mwanakomana waAbhinoamu aenda kugomo reTabhori.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakaudza Sisera kuti Bharaki, mwanakomana waAbhinoami, wakwira mugomo reTabhori.
Shona 2009?
Zvino vakaudza Sisera kuti Bharaki, mwanakomana waAbhinowami, wakwira mugomo reTabhori.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakaudza Sisera kuti Bharaki, mwanakomana waAbhinoami, wakwira mugomo reTabhori.