Judges 4:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sisera akaʋuŋganidza ŋgoro dzake dzose, idzo ŋgoro dzamatare, dzinamazana mapfumbamŋe, naʋanhu ʋose ʋaakaŋga anaʋo, kubva paHarosheti raʋahedeni kuȿikira parukoʋa Kishoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sisera akaunganidza pamwe chete ngoro dzesimbi mazana mapfumbamwe navarume vose vaaiva navo, kubva kuHarosheti Hagoyimi kusvikira kuRwizi rweKishoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sisera akaunganidza ngoro dzake dzose dzehondo, mazana mapfumbamwe engoro dzehondo dzesimbi, navarume vose vaaiva navo kuHaroshetihagoiimu akaenda navo kurwizi rwaKishoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sisera akaunganidza ngoro dzake dzose, idzo ngoro dzamatare, dzina mazana mapfumbamwe, navanhu vose vaakanga anavo, kubva paHarosheti ravahedheni kusvikira parukova Kishoni.
Shona 2009?
Sisera akaunganidza ngoro dzake dzose, idzo ngoro dzamatare, dzina mazana mapfumbamwe, navanhu vose vaakanga anavo, kubva paHarosheti ravahedheni kusvikira parukova Kishoni.
Shona SUB 2002 Bible
Sisera akaunganidza ngoro dzake dzose, idzo ngoro dzamatare, dzina mazana mapfumbamwe, navanhu vose vaakanga anavo, kubva paHarosheti ravahedheni kusvikira parukova Kishoni.